Mushumo Wegore Rebasa ra2021 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese

Ona mafambiro akaita basa rekuparidza reZvapupu zvaJehovha pasi rese kubva muna September 2020 kusvika muna August 2021.

Nhamba Dzese dza2021

Mushumo uyu wegore uri kuratidza zvakaitwa neZvapupu zvaJehovha pabasa rekuparidza pasi rese uye mari yavakashandisa.

Mishumo ya2021 Yenyika Uye Yendima Dzakasiyana-siyana

Mushumo uyu unoratidza nhamba yeZvapupu zvaJehovha nhamba yevakabhabhatidzwa nhamba yevakapinda musangano wekuyeuka rufu rwaJesu nezvimwewo.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA

Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?

Inzwa kuti tinowana sei nhamba yeZvapupu zvaJehovha.

MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA

Sei Zvapupu zvaJehovha Zvichiparidza Paimba Neimba?

Ona kuti Jesu akaudza vadzidzi vake vepakutanga-tanga kuitei.

SUMO DZEKUSHANDISA PAKUPARIDZA

Zvapupu zvaJehovha​—Tiri Vanhu Vakaita Sei?

Vakawanda vanoda kuziva kuti Zvapupu zvaJehovha vambori vanhu vakaita sei. Rega tikuudze chokwadi.

NEZVEDU

Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Verenga nezvehama dzedu dzinowanika pasi rese.

NEZVEDU

Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei?

Pasi rose Zvapupu zvaJehovha zvinozivikanwa nokukurukura nevanhu Bhaibheri. Tarisa uone maitiro avanoita.