Mozisi naAroni vanotaura naFarao

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU June 2020

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzinotaura nezvemazuva ekupedzisira.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Josefa Anoregerera Vakoma Vake

Ungadzidzei kubva kuna Josefa panyaya yekuregerera?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kuwana Zvekudya Panguva Yenzara

Pasinei nekuti munyika mune nzara yezvekudya zvekunamata, ndekupi kwaungawana zvekudya zvekunamata zvakawanda?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Vakwegura Vane Zvakawanda Zvekutidzidzisa

Vamwe vangatevedzera sei kutenda kwevakwegura?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Ungadzidzei Kubva kuvaKristu Vava Nemakore Akawanda Vari Musangano?

Nyaya dzeZvapupu zvaJehovha zvava nemakore akawanda zviri musangano dzingakubatsira sei?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Ndichava Zvandinenge Ndasarudza Kuva”

Kuziva zvinoreva zita raMwari kunokubatsira sei?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Ndichava Newe Paunenge Uchitaura”

Zvakaitwa naMozisi zvingakubatsira sei kana uchitya kuparidza?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kushandisa Kwatingaita Mharidzo Dzekuenzanisira

Ungashandisa sei mharidzo dzekuenzanisira dziri mupurogiramu yezvekuita pakupa hurukuro dzevadzidzi uye muushumiri?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Unogona Kuparidza Nekudzidzisa!

Ungawanepi simba neushingi hwekuparidza nekudzidzisa?