Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

BHAIBHERI RINOMBODZIDZISEI CHAIZVO? (ZVINHU ZVINOBATSIRA PAKUDZIDZA)

Tsigira Kunamata Kwechokwadi (Chikamu 1)

Nyaya ino yakatorwa muchitsauko 16 chebhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?

Mwari anobvumira kushandisa mifananidzo here pakunamata? Zvakadini nekupemberera zuva rekuberekwa uye mamwe mazororo echitendero? Inzwa zvinotaurwa neBhaibheri.