Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Sarudza Mutauro Shona

BHAIBHERI RINOMBODZIDZISEI CHAIZVO? (MAPEPA EZVANDAKARONGA KUITA)

Kubhabhatidzwa uye Ukama Hwako naMwari (Chikamu 1)

Nyaya ino yakatorwa muchitsauko 18 chebhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?

Nei vaKristu vachifanira kubhabhatidzwa? Ndezvipi zvinofanira kuita kuti vaKristu vade kubhabhatidzwa? Ona kuti Bhaibheri rinotii.

Dzimwe Nyaya Pachikamu Chino

Rambai Muri Murudo rwaMwari (Chikamu 2)

Pashure pekunge waziva chokwadi nezvaMwari, chii chichakubatsira kuti uwedzere kuswedera pedyo naye uye urambe uchimuda?

Kubhabhatidzwa Uye Ushamwari Hwako naMwari (Chikamu 3)

MuKristu akazvitsaurira kuna Mwari anofanira kurarama sei? Nei vaKristu vanoda Mwari vaine chivimbo chekuti vanokwanisa kuzoita zvinoenderana nekuzvitsaurira kwavakaita?

Ramba Uri Murudo rwaMwari (Chikamu 1)

Ungaita sei kuti urambe uine ushamwari hwakasimba naJehovha? Pepa rino richakubatsira kuti uongorore zvaunotenda uye uzvitsanangurire vamwe.