Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

ZVIDZIDZO ZVIRI MUMAVHIDHIYO

Mavhidhiyo—Dzidziso Huru dzeBhaibheri

Mavhidhiyo aya mapfupi anopindura mibvunzo yemuBhaibheri uye anoenderana nezviri mubhuku rinonzi Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!

 

Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!

Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! Nei tingaabvuma? Bhurocha rino rinopindura mibvunzo yeBhaibheri inowanzobvunzwa.

Mwari Ane Zita Here?

Mwari ane mazita akawanda okumuremekedza anosanganisira okuti Wemasimbaose, Musiki, uye Ishe. Asi zita rake rinowanika kanopfuura ka7 000 muBhaibheri.

Ndiani Akanyora Bhaibheri?

Kana rakanyorwa nevanhu, tingati iShoko raMwari here? Mashoko aani ari muBhaibheri?

Tingaziva Sei Kuti Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari?

Kana Bhaibheri rakanyorwa naMwari rinofanira kunge rakasiyana nemamwe mabhuku ose akanyorwa nevanhu.

Jesu Akafirei?

Bhaibheri rinoratidza kuti rufu rwaJesu rwunokosha. Asi akafirei?

Mwari Akasikirei Nyika?

Nyika ine zvinhu zvakanaka zvakawanda. Kubva pane zuva kuenda pane nyika pane daro rakanyatsokodzera uye nyika inotenderera nespeed yakanaka. Nei Mwari akaisika yakanaka kudaro?

Umambo hwaMwari Chii?

Jesu paaiva panyika nyaya yaainyanya kudzidzisa vanhu ndeyeUmambo hwaMwari. Vanhu vava nemakore akawanda vachinyengetera kuti Umambo ihwohwo huuye.