Zvinotaurwa Nevezera Rako Chimiro PLAY Chimiro Vechiduku vanotaura nezvedambudziko ravainaro nezvemiviri yavo. Tine urombo, media player yatadza kubudisa zvauri kuda. Dhaunirodha Vhidhiyo Iyi Nyaya Dzinoenderana Neiyi Zvinotaurwa Nevezera Rako Kuziva Zvauri Vari Kuyaruka Zvimwe Zvaunogona Kufarira WHAT YOUR PEERS SAY Nei Ndichinyanyonetseka Nezvakaita Muviri Wangu? Inzwa kuti ungaita sei kuti usanyanyonetseka. VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI Uri Kunetseka Nezvakaita Muviri Wako Here? Kana uchinetseka nezvakaita muviri wako, zvii zvaungaita kuti usanyanya kunetseka? VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI Ndinoratidzika Sei? Inzwa zvinhu zvitatu zvinowanzoitwa nevakawanda zvausingafaniri kuita panyaya dzefashoni. VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI Kutevedzera Vanhu vomuTV Kwakaipirei?—Chikamu 1: Nyaya Iyi Yakanangana Nevasikana Vakawanda havazivi kuti pazvinhu zvavanoita vanenge vachitevedzera mumwe munhu. VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI Kutevedzera Vanhu vomuTV Kwakaipirei?—Chikamu 2: Nyaya Iyi Yakanangana Nevakomana Kutevedzera vanhu vomuTV kunoita kuti vamwe vasanyanya kukufarira here? MHINDURO 10 DZEMIBVUNZO YEVECHIDUKU Nei Ndichinetseka Nezvakaita Muviri Wangu? Paunozvitarisa mugirazi, unofarira zvaunoona here? Zvii zvaungaita kuti uve nemuviri wakanaka?