Kutaura kusina kuipa kunogona kungoerekana kwachinja kukava kwakaipa. Zvii zvaungaita kuti usangonyura mumakuhwa?