Pepa richakubatsira kunyatsoona zvazvakanakira kuteerera mutemo waMwari uyo unorambidza kuita zvepabonde usati waroora kana kuroorwa.