Dhaunirodha kadhi iri remunhu womuBhaibheri wodzidza zvakawanda nezvaMiriyemu, sisi vaMosesi naAroni. Prinda, cheka, peta nepakati, uye chengeta.