Dhaunirodha kadhi iri remunhu womuBhaibheri, uye wodzidza nezvaIsau, mukoma waJakobho. Prinda, cheka, peta nepakati, uye chengeta.