Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NYAYA DZOMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO

NYAYA DZOMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO

VaIsraeri Vanogadzira Mhuru Yendarama

Verenga unzwe nezvaAroni mukoma waMosesi akatadzira Mwari paakabatsira vaIsraeri kugadzira mhuru yendarama. Verenga nyaya yacho paIndaneti kana kuti ita zvokuiprinda.

Dzimwe Nyaya Pachikamu Chino

Jehovha Anokanganwira Zvikuru

Mambo Manase akaita zvemashiripiti, akanamata vanamwari venhema, uye akauraya vanhu vakanga vasina mhosva. Asi Jehovha akamuregerera. Nyaya iyi inotidzidzisei nezvekuregerera?

Jehovha Anoita Kuti Soromoni Ave Akachenjera

Mambo Soromoni ainge akachenjera kupfuura mamwe madzimambo ese aiva panyika. Akasvika sei pakuva akachenjera? Ndezvipi zvaakazokanganisa?

Abrahamu Anova Shamwari yaMwari

Mwari akadaidza Abrahamu kuti ishamwari yake. Tingava sei shamwari dzaMwari?