Ona kuti Jehovha Mwari anoratidza sei kuti ane simba rinopfuura raFarao weIjipiti uyo aiva akaoma musoro. Verenga nyaya ine mifananidzo paIndaneti kana papepa raunenge waprinda.