Enda pane zvauri kuda

NYAYA DZOMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO

Josefa Ari Kunyika yeIjipiti

Verenga nyaya yaJosefa, uyo akanga ari muranda kuIjipiti asi haana kumbobvira arega kunamata Mwari. Verenga nyaya ine mifananidzo paIndaneti kana kuti mufananidzo wakaita zvokupirindwa.