Enda pane zvauri kuda

NYAYA DZOMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO

Jehovha Anonunura vaIsraeri

Ona kuti Jehovha akanunura sei vaIsraeri pavakanga vachiteverwa nemauto eIjipiti ukuwo vakatarisana neGungwa Dzvuku. Verenga nyaya yacho paIndaneti kana kuti papepa raunenge waprinda.