NYAYA DZOMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO

Jehovha Anokanganwira Zvikuru

Shona
Jehovha Anokanganwira Zvikuru
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/502017168/univ/art/502017168_univ_sqr_xl.jpg

NYAYA DZEMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO

Jehovha Anokanganwira Zvikuru

Mambo Manase akaita zvinhu zvakaipa chaizvo, asi nei akaregererwa naJehovha? Verenga nyaya iyi yemuBhaibheri ine mifananidzo paIndaneti kana kuti ita zvekuiprinda.