NYAYA YEMUBHAIBHERI INE MIFANANIDZO
Jehovha Anoita Kuti Soromoni Ave Akachenjera
Munyaya ino yemuBhaibheri, ona kuti Mambo Soromoni akasvika sei pakuva akachenjera uye kuti akazoita sei zvinhu zveupenzi. Verenga nyaya yemuBhaibheri ine mifananidzo paIndaneti kana kuti ita zvekuiprinda.

