NYAYA DZOKUDZIDZA Unhu Hunoratidzwa Neshamwari Yakanaka PLAY Gadzira pikicha furemu inoratidza unhu hwaunoda pashamwari yakanaka. Dhaunirodha Nyaya Dzinoenderana Neiyi Nyaya Dzokudzidza Zvimwe Zvaunogona Kufarira NYAYA DZOMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO Rute Ishamwari Yakavimbika Kunyange zvazvo Rute akanga asiri muIsraeri, kuvimbika kwake kwakaita kuti afarirwe naMwari achibva akomborerwa zvinoshamisa. KUDZIDZISA PACHISHANDISWA MIFANANIDZO Tevedzera Unhu Hwakanaka Hwaiva naRute Nyaya iyi inobatsira vana vane makore ari pakati pe6 ne8 kuti vangava sei shamwari dzakanaka. KUDZIDZISA PACHISHANDISWA MIFANANIDZO Shamwari yaNaomi Yakavimbika Nyaya iyi inobatsira vana vane makore ari pakati pe3 ne6 kuti vadzidze nezvaRute naNaomi. MAKADHI EVANHU VOMUBHAIBHERI Rute Kadhi reBhaibheri Rute akabvirei kumusha kwavo? Prinda kadhi iri reBhaibheri uye tsvaka mhinduro yacho. ZVOKUITA PAKUNAMATA KWEMHURI Shamwari Yakavimbika Pepa rino richakubatsirai kushandisa nyaya yomuBhaibheri yaRute kuti mudzidzise vana venyu kuti shamwari yakavimbika yakaita sei. ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari. Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Unhu Hunoratidzwa Neshamwari Yakanaka NYAYA DZOKUDZIDZA DZEVANA Unhu Hunoratidzwa Neshamwari Yakanaka Shona Unhu Hunoratidzwa Neshamwari Yakanaka https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/502015185/univ/art/502015185_univ_sqr_xl.jpg