KUDZIDZISA PACHISHANDISWA MIFANANIDZO Mudzimai waRoti Anochinja Kuva Shongwe Yomunyu PLAY Dhaunirodha mufananidzo uyu wokupenda wojoina nhamba dziripo, uye wodzidza nezvaRoti nemhuri yake. Nyaya Dzinoenderana Neiyi Kudzidzisa Pachishandiswa Mifananidzo Zvimwe Zvaunogona Kufarira MAKADHI EVANHU VOMUBHAIBHERI Roti Kadhi reBhaibheri Dhaunirodha kadhi iri reBhaibheri, uye dzidza zvakawanda nezvaRoti mwana wemukoma waAbrahamu. ZVOKUITA PAKUNAMATA KWEMHURI Dzidza Kune Vamwe Shandisai nyaya idzi muone kuti munogona sei kutevedzera muenzaniso wakanaka waRoti, Pauro, uye vechiduku vemazuva ano. ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.