Enda pane zvauri kuda

Chidzidzo 16: Paridza Nomutauro Wokune Imwe Nyika

Chidzidzo 16: Paridza Nomutauro Wokune Imwe Nyika

Tarisa uone zvakaitwa naKuda naSarudzai kuti vagone kuparidzira munhu aitaura mutauro wavakanga vasingagoni.

Onawo

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Paridzira Vanhu Vanotaura Mumwe Mutauro Uchishandisa JW Language App!

Tarisa uone zvaungaita kuti udzidzire kutaura mumwe mutauro kuti uparidzire vamwe nezvaJehovha.