Zvapupu zvaJehovha zvinogadzira makatuni anobatsira vana kuti vaite zvinodiwa naMwari. Anogadzirwa sei uye vana vacho vari kunakidzwa nawo here? Tarisa uzvionere.