Enda pane zvauri kuda

Chidzidzo 10: Iva Nomutsa Uye Usanyima Vamwe

Chidzidzo 10: Iva Nomutsa Uye Usanyima Vamwe

Kuda naSarudzai vari kudzidza kuti havafaniri kunyima vamwe. Iwe unopawo vamwe here?

 

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Gadzira Mota yaKuda

Prinda, cheka, uye nama mota yaKuda.