Enda pane zvauri kuda

Gara Wakangwarira!

Gara Wakangwarira!

Vabereki, shandisai pepa iri kuti mudzidzise vana venyu kuzvidzivirira.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Dzivirirai Vana Venyu

Kuda naSarudzai vari kudzidziswa kuti vangaita sei kuti vazvidzivirire.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.