Dzidzisai Vana Venyu

Nyaya idzi dzomuBhaibheri dzakanyorwa nemutauro uri nyore kubatsira vabereki kuti vadzidzise vana vavo zvidzidzo zvinokosha zviri muBhaibheri. Dzakagadzirirwa kuti vabereki vaverenge pamwe chete nevana vavo.