Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Kushanduka-shanduka Uye Kusikwa

Vechiduku Vanotaura Nezvekutenda Kuti Mwari Ariko

Vhidhiyo iyi yemaminitsi 3 iri kuratidza vari kuyaruka vachitsanangura zvinoita kuti vabvume kuti kune Musiki.

Kushamisa Kunoita Carbon

Carbon inokosha chaizvo kuti zvinhu zvirarame. Nemhaka yei?

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 1: Sei Tichiti Mwari Ariko?

Unoda here kutsanangurira vamwe usingatyi kuti nei uchitenda kuti Mwari ariko? Verenga nyaya ino unzwe mazano aungashandisa.

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 2: Nei Tichiti Hatina Kubva Kumhuka?

Zvikonzero 2 zvinoratidza kuti nyaya yokuti vanhu vakabva kumhuka ndeyenhema.

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 4: Ndingatsanangura Sei Kuti Zvinhu Zvakaita Zvokusikwa?

Haufaniri hako kuva shasha yesayenzi kuti uratidze kuti zvinhu zvakaita zvokusikwa. Shandisa mavhesi ari nyore kutsanangura ari muBhaibheri.