Shona
Mafambiro Anoita Ropa Mumuviri Wefuriramudenga (Giraffe)—Zvakangoitika Zvega Here?
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/502200152/univ/art/502200152_univ_sqr_xl.jpg
ijwwd nyaya 47

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Mafambiro Anoita Ropa Mumuviri Wefuriramudenga (Giraffe)

Mafambiro Anoita Ropa Mumuviri Wefuriramudenga (Giraffe)

Furiramudenga (giraffe) ndiyo mhuka yakareba kupfuura dzimwe dzese, asi mwoyo wayo unokwanisa kupomba ropa kuti ritenderere muviri wayo wese. Izvozvo zvinoshamisa chaizvo! Chii chinoita kuti ikwanise kuita izvi?