Enda pane zvauri kuda

Vashanduri veBhaibheri

Vakakoshesa Bhaibheri​—(William Tyndale)

Kuda kwaaiita Bhaibheri kwaioneka nebasa raaiita, ratichiri kubatsirwa naro mazuva ano.

Vakakoshesa Bhaibheri

William Tyndale naMichael Servetus ndevamwe vevanhu vakawanda avo vakaisa upenyu hwavo pangozi uye vakanyadziswa vachidzivirira chokwadi cheBhaibheri pasinei nekupikiswa uye kutyisidzirwa kuti vaizourayiwa.

Vashanduri Vaviri Vakadzorera Zita raMwari muTestamende Itsva

Nei zita raMwari raifanira kudzorerwa? Zvine basa here?

Huldrych Zwingli Akatsvaga Chokwadi cheBhaibheri

Mumakore ekuma1500, akanzwisisa zvakawanda zvinodzidziswa neBhaibheri uye akabatsira vamwe kuti vazivewo zvaakanga adzidza. Tinodzidzei nezveupenyu hwake uye zvaaitenda?

Desiderius Erasmus

Erasmus anonzi aiva ‘nemukurumbira wakafanana newemunhu anenge achizivikanwa pasi rose.’ Chii chakaita kuti ave nemukurumbira wakadaro?

MaBhaibheri echiHebheru aElias Hutter

Elias Hutter, wekuma1500, akabudisa maBhaibheri maviri echiHebheru ainyanya kukosha.