Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Mwari Anoti Kudii Panyaya Yekubheja?

Mwari Anoti Kudii Panyaya Yekubheja?

Mhinduro yeBhaibheri

Kunyange zvazvo Bhaibheri risina parinonyatsotaura nezvekubheja, kana tikaongorora zvarinotaura tinogona kuona kuti munhu anenge achiita zvekubheja anenge achiita chivi pamberi paMwari.VaEfeso 5:17. *

^ ndima 3 MuBhaibheri, panonyatsotaurwa nezvekubheja ndepaya apo masoja eRoma akakanda mijenya, kana kuti “akabheja,” kuti aone kuti ndiani aizotora hembe yaJesu.Mateu 27:35; Johani 19:23, 24; Contemporary English Version; Good News Translation.

Inzwa zvimwe

MASHOKO AKANAKA ANOBVA KUNA MWARI!

Mitemo yaMwari Inotibatsira Sei?

Jesu akatsanangura kuti nei tichida kutungamirirwa uye kuti mirayiro ipi miviri inonyanya kukosha.