Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Zvinotaurwa Nevezera Rako

Chimiro

Chimiro

Vechiduku vanotaura nezvedambudziko ravainaro nezvemiviri yavo.

 

Inzwa zvimwe

Uri Kunetseka Nezvakaita Muviri Wako Here?

Kana uchinetseka nezvakaita muviri wako, zvii zvaungaita kuti usanyanya kunetseka?

Ndinoratidzika Sei?

Inzwa zvinhu zvitatu zvinowanzoitwa nevakawanda zvausingafaniri kuita panyaya dzefashoni.

Kutevedzera Vanhu vomuTV Kwakaipirei?—Chikamu 1: Nyaya Iyi Yakanangana Nevasikana

Vakawanda havazivi kuti pazvinhu zvavanoita vanenge vachitevedzera mumwe munhu.

Kutevedzera Vanhu vomuTV Kwakaipirei?—Chikamu 2: Nyaya Iyi Yakanangana Nevakomana

Kutevedzera vanhu vomuTV kunoita kuti vamwe vasanyanya kukufarira here?