Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

MAVHIDHIYO EMAKATUNI OKUDHIROWA

Ramba Kufurirwa!

Ramba Kufurirwa!

Tarisa vhidhiyo iyi uone zvaungaita kuti usafurirwa.

Inzwa zvimwe

Ungaitei Kuti Usafurirwa Neshamwari?

Shamwari dzinogona kuita kuti vanhu vanoita zvakanaka vapedzisire vava kuita zvinhu zvakaipa. Zvii zvaunofanira kuziva uye ungaitei kuti usafurirwa?

Ndingakunda Sei Muedzo?

Ona kuti zvii zvaungaita kuti uderedze nguva yaunopedza uri pane vanhu vanoita kuti upinde mumuedzo.

Ko Kana Ndichimanikidzwa Kuita Bonde?

Zvakanaka here kubvuma? Ungazozvidemba here?