Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

MAPEPA EZVANDAKARONGA KUITA

MAPEPA EZVANDAKARONGA KUITA

Kuziva Pekugumira

Pepa rezvandakaronga kuita rinokubatsira kuti usazopedzisira watumira mameseji anoita sekuti uri kuda kuti mudanane neshamwari yako yechikomana kana uri musikana uye yechisikana kana uri mukomana iwe usiri kuda kuti zvidaro.

Ona Zvese

Dzimwe Nyaya Pachikamu Chino

Huchingori Ushamwari Here?

Mumwe munhu angaona mamwe mashoko seanoratidza ushamwari chete asi mumwe achiaona seanoratidza kuti pane rudo. Ungaita sei kuti zvisadaro?

Mazano Pakudzidza Mumwe Mutauro

Kudzidza mumwe mutauro kunoda nguva, simba uye kuzvipira. Pepa iri richakubatsira kuti ungazviita sei.

Ungaita Sei Kana Vamwe Vachida Kungoongorora Zvese Zvaunoita?

Ona kuti zvii zvaungaita kuti vabereki vako vawedzere kuvimba newe.