Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

BHAIBHERI RINOMBODZIDZISEI CHAIZVO? (ZVINHU ZVINOBATSIRA PAKUDZIDZA)

BHAIBHERI RINOMBODZIDZISEI CHAIZVO? (ZVINHU ZVINOBATSIRA PAKUDZIDZA)

Tiri Kurarama Mu“mazuva Okupedzisira” Here? (Chikamu 2)

Bhaibheri rine zvinhu zvinofadza here zvarakagara rataura kuti zvaizoitika “mumazuva okupedzisira”? Zvinhu zvipi zvakanaka zvichazoitika pashure pacho? Verenga nyaya yacho unzwe zvinotaurwa neBhaibheri.

Ona Zvese

Dzimwe Nyaya Pachikamu Chino

Tsigira Kunamata Kwechokwadi (Chikamu 2)

Ungatsanangurira sei mumwe munhu zvaunotenda asi usingamugumburi uye uchiremekedza maonero ake?

Tsigira Kunamata Kwechokwadi (Chikamu 1)

Mwari anoda here kuti vanhu vapemberere mazuva ekuberekwa, mazororo echitendero, uye kuti vashandise mifananidzo pakunamata? Bhaibheri rinotii?

Kunamata Kunobvumirwa naMwari (Chikamu 2)

Kungotenda kuti Mwari ariko ndizvo zvega zvinodiwa here kuti atifarire? Kana kuti pane zvimwe zvaanoda kuti vanomunamata vaite here?