Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NYAYA DZOMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO

Nyaya yomuBhaibheri Ine Mifananidzo

Vanakomana vaJakobho

Verenga nezvevanakomana 10 vaJakobho vakatengesa munin’ina wavo Josefa kuti ave muranda. Verenga nyaya ine mifananidzo paIndaneti kana kuti yakaita zvokupirindwa.

 

Ona Zvese

Dzimwe Nyaya Pachikamu Chino

Jehovha Anoita Kuti Soromoni Ave Akachenjera

Mambo Soromoni ainge akachenjera kupfuura mamwe madzimambo ese aiva panyika. Akasvika sei pakuva akachenjera? Ndezvipi zvaakazokanganisa?

Abrahamu Anova Shamwari yaMwari

Mwari akadaidza Abrahamu kuti ishamwari yake. Tingava sei shamwari dzaMwari?

Noa Anotenda Muna Mwari

Noa akaita zvaakanga arayirwa naMwari ndokuvaka areka kuti aponese mhuri yake paizouya mafashamo. Ungadzidzei nezvekutenda muna Mwari kubva panyaya yaNoa nemafashamo?