Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NYAYA DZOMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO

NYAYA DZOMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO

Jehovha Anonunura vaIsraeri

Ona kuti Jehovha akanunura sei vaIsraeri pavakanga vachiteverwa nemauto eIjipiti ukuwo vakatarisana neGungwa Dzvuku. Verenga nyaya yacho paIndaneti kana kuti papepa raunenge waprinda.

See All

Dzimwe Nyaya Pachikamu Chino

Adhamu naEvha Vanofunga Zvavanongoda Chete

Chii chakaitika nemhaka yekuti vakasarudza kuita zvakaipa?

Dhavhidhi Anoratidza Ushingi

Nei Dhavhidhi aifunga kuti anogona kukunda Goriyati? Uye nei iwewe ungavawo neushingi hwekuita zvakanaka?

Samueri Anosarudza Kushumira Jehovha

Samueri aiona vanhu vairemekedzwa vachiita zvakaipa. Chii chakamubatsira kuti asarudze kushumira Jehovha vamwe pavaisarudza kuita zvakaipa?