Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NYAYA DZOMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO

NYAYA DZOMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO

Adhamu naEvha Vanofunga Zvavanongoda Chete

Dzidza nezvaAdhamu naEvha avo vakaita zvavaingoda chete, izvo zviri kukanganisa vanhu vese mazuva ano. Verenga nyaya yomuBhaibheri ine mifananidzo paIndaneti kana kuti ita zvokuiprinda.

Ona Zvese

Dzimwe Nyaya Pachikamu Chino

Abrahamu Anova Shamwari yaMwari

Mwari akadaidza Abrahamu kuti ishamwari yake. Tingava sei shamwari dzaMwari?

Noa Anotenda Muna Mwari

Noa akaita zvaakanga arayirwa naMwari ndokuvaka areka kuti aponese mhuri yake paizouya mafashamo. Ungadzidzei nezvekutenda muna Mwari kubva panyaya yaNoa nemafashamo?

Dhavhidhi Anoratidza Ushingi

Nei Dhavhidhi aifunga kuti anogona kukunda Goriyati? Uye nei iwewe ungavawo neushingi hwekuita zvakanaka?