Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

NYAYA DZOMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO

NYAYA DZEMUBHAIBHERI DZINE MIFANANIDZO

Abrahamu Anova Shamwari yaMwari

Inzwa kuti nei Bhaibheri richiti Abrahamu aiva “shamwari yaJehovha.” (Jakobho 2:23) Verenga nyaya yemuBhaibheri ine mifananidzo paIndaneti kana kuti ita zvekuiprinda.

Ona Zvese

Dzimwe Nyaya Pachikamu Chino

Jehovha Anoita Kuti Soromoni Ave Akachenjera

Mambo Soromoni ainge akachenjera kupfuura mamwe madzimambo ese aiva panyika. Akasvika sei pakuva akachenjera? Ndezvipi zvaakazokanganisa?

Noa Anotenda Muna Mwari

Noa akaita zvaakanga arayirwa naMwari ndokuvaka areka kuti aponese mhuri yake paizouya mafashamo. Ungadzidzei nezvekutenda muna Mwari kubva panyaya yaNoa nemafashamo?

Adhamu naEvha Vanofunga Zvavanongoda Chete

Chii chakaitika nemhaka yekuti vakasarudza kuita zvakaipa?