Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

KUDZIDZISA PACHISHANDISWA MIFANANIDZO

KUDZIDZISA PACHISHANDISWA MIFANANIDZO

Ndiani Akasarudza Kushumira Jehovha?

Mechanisa vanhu vemuBhaibheri nemashoko anotsanangura zvavakaita. Tsvaka kuti vanhu vapi vakasarudza kushumira Mwari.

Ona Zvese

Dzimwe Nyaya Pachikamu Chino

Dhavhidhi Akauya Muzita raMwari

Batsirai mwana wenyu kuti vadzidze zvinorehwa nezita raMwari.

Dhavhidhi Akaratidza Ushingi Achishandisa Zvombo Zvishoma

Mechanisa vanhu vanotaurwa muBhaibheri nezvinhu zvinoenderana navo.

Hana Akabatsira Samueri Kuti Ashumire Jehovha

Nyaya iyi inobatsira vana vane makore ari pakati pe3 ne6 kuti vadzidze nezvechipo chaipiwa Samueri naHana gore negore.