Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Nhasi Unganyengetera Uchitaura Kuti Kudii?

Zvii zvaungaita kuti utaure chinhu chitsva zuva rimwe nerimwe paunenge uchinyengetera?

Onawo

Nyengetera Chero Nguva

Vhidhiyo iyi inogona kukopwa inodzidzisa vana kuti vanganyengetera kuna Jehovha nguvai uye vari panzvimbo yakaita sei.

Nyengetera Chero Nguva: Rwiyo Uye Mashoko Acho

Dhaunirodha pepa iri rine mashoko erwiyo. Vana vachafarira kuimba rwiyo urwu rwuri nyore kudzidza!