Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Mazano Okubatsira Vakaroorana Uye Vabereki

“Tichakunda here matambudziko atichasangana nawo mugore redu rokutanga taroorana?” “Pose patinotaurirana tinopedzisira tava kupopotedzana. Zvii zvatingaita kuti tisapopotedzane?” “Ndingataura sei nevana vangu nyaya dzebonde?” Mibvunzo inobvunzwa nevakaroorana yakawanda uye haiperi.

Pasinei nokuti wakakurira kupi uye uri wedzinza ripi, uchaona kuti Bhaibheri rine mazano anogona kubatsira kuvandudza wanano yako uye kukubatsira kurera vana.

 

Vakaroorana

Vabereki