Kurera Vana Vari Kuyaruka
Kukurukura
Kukurukura Nemwana Wenyu Ari Kuyaruka
Munombonzwa musingadi kuteerera mwana wenyu ari kuyaruka paanenge achitaura here? Chii chinoita kuti zviome?
Taura Nemwana Wako Achiri Kuyaruka—Musingaitisani Nharo
Mwana wako achiri kuyaruka achiri kudzidza kuti anofanira kuva munhu akaita sei uye anoda mamiriro ezvinhu anoita kuti asununguke kutaura mafungiro ake. Ungamubatsira sei?
Mwanasikana Wenyu Paanenge Aine Zvinomunetsa
Vasikana vari kuyaruka vanonetseka chaizvo nekuchinja kunoita miviri yavo. Zvii zvingaitwa nevabereki pakuvabatsira?
Kana Mwana Wako Ari Kuyaruka Asisina Chokwadi Nezvaunotenda
Mapinduriro auchaita mibvunzo yemwana wako ndiwo anogona kutema kuti achabvuma zvaunotenda here kana kuti kwete.
Kudzidzisa Vana
Kana Mwana Akaita Zvinhu Zvinoita Kuti Musamuvimba
Musakurumidza kufunga kuti mwana wenyu ari kuyaruka apanduka. Munogona kuvimbazve naye.
Kutungamirira Kwamungaita Vana Venyu
Nei zviri nyore chaizvo kuti vana vave neushamwari hwakasimba nevezera ravo kupfuura vabereki vavo?
Kudzidzisa Mwana Kuti Akuteererei
Kurayira kunosanganisira kudzidzisa. Mazano ari muBhaibheri anogona kukubatsirai kuti mudzidzise mwana wenyu kukuteererai.
Kupa Mitemo Mwana Wenyu Ari Kuyaruka
Zvii zvamungaita kana mwana wenyu asingafariri kuita zvamunomuudza?
Mungabatsira Sei Mwana Wenyu Kuti Apase?
Ona zvaungaita kuti uzive chiri kuita kuti mwana wako afoire uye kuti ungamukurudzira sei kuverenga.
Kutaura Nemwana Nezvekutumira Mameseji Anonyadzisira
Garai mataura nemwana wenyu chazvakaipira asati apinda mudambudziko iri.