Munyengetero
Nei Kunyengetera Kuchikosha?
Sei Ndichifanira Kunyengetera? Mwari Achandinzwa Here?
Zvauchaita ndizvo zvichatema kuti munyengetero wako uchanzwiwa here kana kuti kwete.
Unofanira Kunyengetera Here?
Mwari anogona kupindura minyengetero asingaiti zvishamiso
Mwari Anonzwa Minyengetero Yedu Here?
Bhaibheri rinotiudza kuti Mwari anotinzwa kana tikanyengetera kwaari nenzira yaanoda
Kubatsira Kunoita Munyengetero
Chii chaunotarisira kuwana kana ukagara uchinyengetera muupenyu hwako?
‘Kandai Zvese Zvinokudyai Mwoyo Paari’
Zvinoita here kuti unyengetere kuna Mwari nezvechinhu chero chipi zvacho chinokunetsa? Munyengetero unobatsira sei vaya vane dambudziko rekugara vachishushikana?
Unofanira Kunyengetera Sei?
Ungaita Sei Kuti Minyengetero Yako Inzwiwe naMwari?
Unogona kutaura naMwari chero kwaunenge uri, chero nguva uye unogona kuzviita kunyange nechemumwoyo. Jesu akatibatsira kuziva zvekutaura patinenge tichinyengetera.
Tinofanira Kunyengetera Sei?—Tinofanira Kutevedzera Munyengetero waShe Chete Here?
Munyengetero waShe ndiwo chete unonzwikwa naMwari here?
Chii Chandinganyengetera Nezvacho?
Ona kuti sei tisingafaniri kufunga kuti Mwari haanei nezviri kunetsa munhu mumwe nemumwe.
Ramba Uchinyengetera Kuti Ufarirwe naMwari
Tinganyengetera sei kuti Mwari atinzwe uye atikomborere?
Mwari Anoteerera Minyengetero Yese Here?
Ko kana munyengetero wemunhu uri weudyire? Ko kana murume achishungurudza mudzimai wake asi onyengetera kuti Mwari amukomborere?
Nei Mwari Asinganzwi Mimwe Minyengetero?
Ona kuti minyengetero yakaita sei isingapindurwi naMwari uye kuti vanhu vaasingateereri.
Sei Uchifanira Kunyengetera Nomuzita raJesu?
Ona kuti kunyengetera nomuzita raJesu kunoratidza sei kuti munhu unokudza Baba, uye sei kuita izvozvo kuchiratidza kukudza Jesu.
Tinofanira Kunyengetera Kuna Jesu Here?
Jesu pachake anopindura mubvunzo uyu.
Ndinofanira Kunyengetera Kuvasande Here?
Ona kuti Bhaibheri rinoti tinofanira kunyengetera kunaani.
Nyengetera Chero Nguva
Vhidhiyo iyi inogona kukopwa inodzidzisa vana kuti vanganyengetera kuna Jehovha nguvai uye vari panzvimbo yakaita sei.

