Chii Chinoitwa paImba yoUmambo?
Ona vhidhiyo iyi uone zvinoitwapo.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA
Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingadani Nzvimbo Yazvinonamatira Kuti Chechi?
Ona kuti mashoko okuti “Imba yoUmambo yeZvapupu zvaJehovha” anobvepi uye sei tichiashandisa.
SUMO DZEKUSHANDISA PAKUPARIDZA
Zvapupu zvaJehovha—Tiri Vanhu Vakaita Sei?
Vakawanda vanoda kuziva kuti Zvapupu zvaJehovha vambori vanhu vakaita sei. Rega tikuudze chokwadi.
MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA
Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?
Paunoita kosi yeBhaibheri inoitiswa neZvapupu zvaJehovha, unogona kushandisa chero Bhaibheri raunaro. Mhuri yako neshamwari vanogona kuvapowo paunenge uchidzidza.
MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA
Zvapupu zvaJehovha Zvinowanepi Mari Yekuita Basa Razvo?
Hatiiti zvinoitwa nemamwe machechi kuti awane mari.
KUBATSIRA VANHU VOMUNHARAUNDA
Kuva neImba yeUmambo Munharaunda Yenyu Kwakanakirei?
Inzwa kuti vamwe vanoona sei Imba yeUmambo iri munharaunda yavo.
NEZVEDU
Pinda Musangano
Inzwa zvakawanda nezvemisangano yedu. Tsvaga nzvimbo iri pedyo newe inoitirwa misangano.
MISANGANO

