Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Zimbabwe

Plot 14 of Good Hope

Beema Road

Mount Hampden

HARARE

ZIMBABWE

+263 4-2910591

+263 712-604892

+263 772-472403

+263 772-472404

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Tinotarisira basa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha zvinopfuura 39 000 muZimbabwe. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro yakawanda inosanganisira Shona, Ndebele, uye Mutauro Wemasaini womuZimbabwe.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.