Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Zambia

Farm 23 A Makeni Road

Opposite Makeni Police Station

10101 LUSAKA

ZAMBIA

+260 21-1-272-062

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro 14 yomunyika muno. Tinotumira mabhuku kuungano dzinopfuura 2 400 dzeZvapupu zvaJehovha muZambia uye kunyika dziri pedyo nesu dzeBurundi neTanzania.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.