Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Ukraine

Lvivska Street 64

Briukhovychi

79491 LVIV

UKRAINE

+38 032-240-9200

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 10:30 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 3:30 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Tinotarisira basa rinoitwa neungano dzinopfuura 1 700 dzeZvapupu zvaJehovha uye kuvakwa kweDzimba dzoUmambo muUkraine. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiUkrainian.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.