Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Uganda

808 Lubowa Estate Road

Lubowa

KAMPALA

UGANDA

+256 41-4-201-194

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora maminitsi 30

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro misere yomunyika muno: Acholi, Ateso, Lhukonzo, Luganda, Lugbara, Madi, Runyankore, uye Rutoro.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.