Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Thailand

78/12 Soi 31 Serithai Road

Bungkum

BANGKOK 10 240

THAILAND

+66 2-375-2200

+66 2-732-4971

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiThai, Laotian, uye Lahu. Tinotarisira basa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha muThailand uye Laos.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.