Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

South Africa

1 Robert Broom Drive East

Rangeview

KRUGERSDORP

1739

SOUTH AFRICA

+27 11-761-1000

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

7:​45 a.m. kusvika 11:​00 a.m. uye 1:​00 p.m. kusvika 4:​00 p.m.

Kunotora maawa maviri

Muchidimbu

Tinoprinda mabhuku, magazini, mabhurocha uye maturakiti mumitauro inopfuura 130 uye tinoatumira kuungano dzinopfuura 15 000 munyika 20. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro 23. Tinotsigira kuvakwa kweDzimba dzoUmambo munyika 42.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.