Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Slovakia

Pekna cesta 17

831 52 BRATISLAVA 34

SLOVAK REPUBLIC

+421 2-49107611

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 10:30 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 3:30 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Tinotarisira basa reZvapupu zvaJehovha zvinopfuura 26 500 zvinowanika muCzech Republic neSlovakia. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri muchiCzech, muMutauro Wemasaini wokuCzech, muchiRomany (Eastern Slovakia), Slovak, uye Mutauro Wemasaini wokuSlovania.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.