Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Sierra Leone

133 Wilkinson Road

FREETOWN

SIERRA LEONE

+232 76-679-072

+232 77-850-790

+232 76-679-075

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

9:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 2:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro mitatu inoshandiswa munyika ino: Krio, Kisi, uye Mende.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.