Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Serbia

Tos̆in bunar 58-60

11080 Beograd (Zemun)

SERBIA

+381 11-2196-224

+381 11-2197-109

+381 11-2615-930

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinotarisira basa reZvapupu zvaJehovha muSerbia and Montenegro. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri muchiSerbian uye muMutauro Wemasaini wokuSerbia.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.